1 Kings 11:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jeroboami ʋo, mŋanakomana waNebati, muEfraimi weZereda, muranda waSoromoni, zita ramai ʋake rainzi Zerua, yaiʋa cirikadzi, wakamukira ʋo mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jerobhoamu mwanakomana waNebhati akapandukirawo mambo. Aiva mumwe wamachinda aSoromoni, ari worudzi rwaEfuremu wokuZaredha, uye mai vake vainzi Zeruya vari chirikadzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jerobhoamu mwanakomana waNebhati wedzinza rokwaEfuremu wokuZeredhi, gurukota raSoromoni ana amai vainzi Zerua aiva chirikadzi akapandukirawo mambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jerobhoamuwo, mwanakomana waNebhati, muEfuremu weZeredha, muranda waSoromoni, zita ramai vake rainzi Zerua, yaiva chirikadzi, wakamukirawo mambo.
Shona 2009?
Jerobhoamuwo, mwanakomana waNebhati, muEfuremu weZeredha, muranda waSoromoni, zita ramai vake rainzi Zerua, yaiva chirikadzi, wakamukirawo mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Jerobhoamuwo, mwanakomana waNebhati, muEfuremu weZeredha, muranda waSoromoni, zita ramai vake rainzi Zerua, yaiva chirikadzi, wakamukirawo mambo.