1 Kings 11:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino murume uyu Jeroboami wakaŋga ari murume wesimba noʋumhare, Soromoni akaʋona kuti jaya iro raiɓata kwaɀo, akamuita mutariri wamaɓasa ose eimba yaJosefa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jerobhoamu aiva murume wesimba noumhare, uye Soromoni akaona kuti jaya iri raishanda kwazvo akabva amuita mutariri wavashandi vose veimba yaJosefa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jerobhoamu uyu aiva murume chaiye akasvika. Pakaonawo Soromoni kuti jaya irori iri raiva munhu webasa akamuita mukuru mukuru webasa rechibharo rose revemba yokwaJosefi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino murume uyu Jerobhoamu wakanga ari murume wesimba noumhare, Soromoni akaona kuti jaya iro raibata kwazvo, akamuita mutariri wamabasa ose eimba yaJosefa.
Shona 2009?
Zvino murume uyu Jerobhoamu wakanga ari murume wesimba noumhare, Soromoni akaona kuti jaya iro raibata kwazvo, akamuita mutariri wamabasa ose eimba yaJosefa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino murume uyu Jerobhoamu wakanga ari murume wesimba noumhare, Soromoni akaona kuti jaya iro raibata kwazvo, akamuita mutariri wamabasa ose eimba yaJosefa.