1 Kings 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaŋga anaʋakadzi ʋanamazana manomŋe, ʋakunda ʋamadzimambo, naʋaroŋgo ʋanamazana matatu; ʋakadzi ʋake ʋakatsausa mŋoyo wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aiva navakadzi mazana manomwe, vanasikana vamadzimambo, navamwe varongo mazana matatu; vakadzi vake vakatsausa mwoyo wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aiva navakadzi mazana manomwe vakanga vari vakunda vamadzimambo aivawo navarongo mazana matatu. Vakadzi vake ivava vakamukwezvera mwoyo kusiriiko
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakanga ana vakadzi vana mazana manomwe, vakunda vamadzimambo, navarongo vana mazana matatu; vakadzi vake vakatsautsa mwoyo wake.
Shona 2009?
Wakanga ana vakadzi vana mazana manomwe, vakunda vamadzimambo, navarongo vana mazana matatu; vakadzi vake vakatsausa moyo wake.
Shona SUB 2002 Bible
Wakanga ana vakadzi vana mazana manomwe, vakunda vamadzimambo, navarongo vana mazana matatu; vakadzi vake vakatsautsa mwoyo wake.