1 Kings 11:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kunaJeroboami: Ciɀitorera mapande anegumi, nokuti ɀanzi naJehova, Mŋari waIsraeri: Tarira, ndinobvarura ʋushe, ndibgubvise kunaSoromoni, ndikupe marudzi anegumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kuna Jerobhoamu, “Zvitorere zvipenga gumi, nokuti zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, ‘Tarira, ndichabvarura umambo kubva muruoko rwaSoromoni ndigokupa marudzi gumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kuna Jerobhoamu, “Tora zvako zvipenga gumi izvi nokuti zvanzi naTenzi, Mwari weIsiraeri, ‘Zvavapo ndezvizvi, ndava kuzomwaura kuna Soromoni umambo ndichikupa madzinza gumi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuna Jerobhoamu, “Chizvitorera mapande ane gumi, nokuti zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, ‘Tarira, ndinobvarura ushe, ndihwubvise kuna Soromoni, ndikupe marudzi ane gumi.
Shona 2009?
Akati kuna Jerobhoamu, "Chizvitorera mapande ane gumi, nokuti zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, `Tarira, ndinobvarura ushe, ndihwubvise kuna Soromoni, ndikupe marudzi ane gumi.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuna Jerobhoamu, “Chizvitorera mapande ane gumi, nokuti zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, ‘Tarira, ndinobvarura ushe, ndihwubvise kuna Soromoni, ndikupe marudzi ane gumi.