1 Kings 11:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Asi iye ucaʋa norudzi rumŋe nokuɗa kwaDavidi muranda waŋgu, ʋuye nokuɗa kweJerusarema, guta randakatsaura kumarudzi ose aIsraeri;)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nokuda kwomuranda wangu Dhavhidhi neguta reJerusarema, randakasarudza kubva pamarudzi ose aIsraeri, achava norudzi rumwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye achangozova nedzinza rimwechete kuri kuitira muranda wangu Dhavhidhi uyewo pamusana peguta reJerusaremu guta randakasarudza mukati memadzinza ose avaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Asi iye uchava norudzi rumwe nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu, uye nokuda kweJerusaremu, guta randakatsaura kumarudzi ose aIsiraeri;)
Shona 2009?
(Asi iye uchava norudzi rumwe nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu, uye nokuda kweJerusaremu, guta randakatsaura kumarudzi ose aIsiraeri;)
Shona SUB 2002 Bible
(Asi iye uchava norudzi rumwe nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu, uye nokuda kweJerusaremu, guta randakatsaura kumarudzi ose aIsiraeri;)