1 Kings 11:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro handiŋgabvisi ʋushe bgose paruʋoko rwake, asi ndicamuita mucinda mazuʋa ose oʋupenyu bgake nokuɗa kwaDavidi muranda waŋgu, wandakatsaura; nokuti wakaceŋgeta mirairo yaŋgu neɀandakatema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Asi handizobvisi umambo hwose kubva muruoko rwaSoromoni; ndamuita mutongi mazuva ose oupenyu hwake nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu, wandakasarudza, akachengeta mirayiro yangu nemitemo yangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakadaro zvazvo handisi kuzomutorera nyika yacho yose, asi ndichaita kuti ave mutongi upenyu hwake hwose, kuitira murunda wangu Dhavhidhi wandakasarudza akachengetawo mirao yangu nemitemo yangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro handingabvisi ushe hwose paruoko rwake, asi ndichamuita muchinda mazuva ose oupenyu hwake nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu, wandakatsaura; nokuti wakachengeta mirairo yangu nezvandakatema.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro handingabvisi ushe hwose paruoko rwake, asi ndichamuita muchinda mazuva ose oupenyu hwake nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu, wandakatsaura; nokuti wakachengeta mirairo yangu nezvandakatema.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro handingabvisi ushe hwose paruoko rwake, asi ndichamuita muchinda mazuva ose oupenyu hwake nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu, wandakatsaura; nokuti wakachengeta mirairo yangu nezvandakatema.