1 Kings 11:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndicabvisa ʋumambo kumŋanakomana wake, ndibgupe iwe, iwo marudzi anegumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichatora umambo kubva mumaoko omwanakomana wake ndigokupa marudzi gumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ndichatorera mumaoko emwanakomana wake umambo hwaanahwo ndigopa kwauri iwe umambo hwemadzinza gumi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndichabvisa umambo kumwanakomana wake, ndihupe iwe, iwo marudzi ane gumi.
Shona 2009?
Asi ndichabvisa umambo kumwanakomana wake, ndihupe iwe, iwo marudzi ane gumi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndichabvisa umambo kumwanakomana wake, ndihupe iwe, iwo marudzi ane gumi.