1 Kings 11:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mamŋe mashoko aSoromoni, neɀose ɀaakaita, nokuŋgwara kwake, haɀina‐kunyorwa here pabuku yamaɓasa aSoromoni?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mamwe mabasa aSoromoni, nezvose zvaakaita nouchenjeri hwake, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzaSoromoni?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga dzimwe nyaya dzezvaSoromoni nezvinhu zvose zvaakaita uye nezvoungwaru hwake zvakanyorwa wani muBhuku reMabasa aSoromoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mamwe mashoko aSoromoni, nezvose zvaakaita, nokungwara kwake, hazvina kunyorwa here mubhuku ramabasa aSoromoni?
Shona 2009?
Zvino mamwe mashoko aSoromoni, nezvose zvaakaita, nokungwara kwake, hazvina kunyorwa here mubhuku ramabasa aSoromoni?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mamwe mashoko aSoromoni, nezvose zvaakaita, nokungwara kwake, hazvina kunyorwa here mubhuku ramabasa aSoromoni?