1 Kings 11:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Soromoni wakateʋera Ashtoreti, mŋarikadzi waʋaZidoni, naMirkomi mŋari unonyaŋgadza waʋana ʋaAmoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatevera Ashitoreti, mwarikadzi wavaSidhoni, naMoreki mwari anonyangadza wavaAmoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwoyo waSoromoni wakanga zvino wavavo kune zvokunamata Ashitoreti, mwari wevaSidhoni wechikadzi, nokunamatawo chinhu chinosemesa kwazvo chainzi Mirikomu, mwari wavaAmoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Soromoni wakatevera Ashitoreti, mwarikadzi wavaZidhoni, naMirikomi mwari unonyangadza wavana vaAmoni.
Shona 2009?
Nokuti Soromoni wakatevera Ashitoreti, mwarikadzi wavaZidhoni, naMirikomi mwari unonyangadza wavana vaAmoni.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Soromoni wakatevera Ashitoreti, mwarikadzi wavaZidhoni, naMirikomi mwari unonyangadza wavana vaAmoni.