1 Kings 11:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Soromoni akaʋakira Kemoshi, mŋari unonyaŋgadza waMoabi, ɗunhu rakakwirira pagomo riri pamberi peJerusarema; naMoreki, mŋari unonyaŋgadza waʋana ʋaAmoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pagomo riri kumabvazuva kweJerusarema, Soromoni akavakira Kemoshi, mwari anonyangadza wavaMoabhu nzvimbo yakakwirira, akavakirawo Moreki, mwari anonyangadza wavaAmoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni akavakira pane chimwe chikomo kumabvazuva kweJuraseremu nzvimbo yakatunhumara yokuteurira kune chimwe chinhu chinosemesa kwazvo chainzi Kemoshi mwari wevaMoabhu nechimwe chinhu chinosemesa kwazvo chainzi Moreki mwari wevaAmoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Soromoni akavakira Kemoshi, mwari unonyangadza waMoabhu, dunhu rakakwirira pagomo riri pamberi peJerusaremu; naMoreki, mwari unonyangadza wavana vaAmoni.
Shona 2009?
Zvino Soromoni akavakira Kemoshi, mwari unonyangadza waMoabhu, dunhu rakakwirira pagomo riri pamberi peJerusaremu; naMoreki, mwari unonyangadza wavana vaAmoni.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Soromoni akavakira Kemoshi, mwari unonyangadza waMoabhu, dunhu rakakwirira pagomo riri pamberi peJerusaremu; naMoreki, mwari unonyangadza wavana vaAmoni.