1 Kings 11:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akatsamŋira Soromoni, nokuti mŋoyo wake wakatsauka kunaJehova Mŋari waIsraeri, iye wakaŋga aɀiratidza kaʋiri kwaari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akatsamwira Soromoni nokuti mwoyo wake wakanga watsauka kubva kuna Jehovha, Mwari waIsraeri, uyo akanga azviratidza kwaari kaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akashatirirwa Soromoni pamusana pokuti mwoyo wake wakanga zvino wakwezverwa kure naTenzi, Mwari wavaIsiraeri akambozviratidza ruviri rwese kwaari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akatsamwira Soromoni, nokuti mwoyo wake wakatsauka kuna Jehovha Mwari waIsiraeri, iye wakanga azviratidza kaviri kwaari,
Shona 2009?
Zvino Jehovha akatsamwira Soromoni, nokuti moyo wake wakatsauka kuna Jehovha Mwari walsiraeri, iye wakanga azviratidza kaviri kwaari,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akatsamwira Soromoni, nokuti mwoyo wake wakatsauka kuna Jehovha Mwari waIsiraeri, iye wakanga azviratidza kaviri kwaari,