1 Kings 12:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jeroboami mŋanakomana waNebati, wakati aciɀinzwa, (nokuti wakaŋga aciri Egipita kwaakaŋga atizira nokuɗa kwaSoromoni, Jeroboami akagara Egipita,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jerobhoamu, mwanakomana waNebhati, akati azvinzwa (akanga achiri kuIjipiti, kwaakanga aenda akatiza Mambo Soromoni) akadzoka kubva kuIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jerobhoamu mwanakomana waNebhati paakazvinzwa, akaramba zvake ari kuIjipiti (sezvo akanga achiri kuIjipiti ikoko kwaakaenda atiza mambo Soromoni).
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jerobhoamu mwanakomana waNebhati, wakati achizvinzwa, (nokuti wakanga achiri Ijipiti kwaakanga atizira nokuda kwaSoromoni, Jerobhoamu akagara Ijipiti,
Shona 2009?
Zvino Jerobhoamu mwanakomana waNebhati, wakati achizvinzwa, (nokuti wakanga achiri Ijipiti kwaakanga atizira nokuda kwaSoromoni, Jerobhoamu akagara Ijipiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jerobhoamu mwanakomana waNebhati, wakati achizvinzwa, (nokuti wakanga achiri Ijipiti kwaakanga atizira nokuda kwaSoromoni, Jerobhoamu akagara Ijipiti,