1 Kings 12:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaIsraeri ʋose ʋakati ʋacinzwa kuti Jeroboami wadzoka, ʋakatuma nhume kuzomuɗanira kuʋuŋgano, ʋakamuita mambo waʋaIsraeri ʋose; hakuna‐wakateʋera imba yaDavidi, asi rudzi rwaJuda ɓedzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vose pavakanzwa kuti Rehobhoamu akanga adzoka, vakatuma nhume kuti iuye kwakanga kwakaungana vanhu, vakabva vamuita mambo weIsraeri yose. Rudzi rwaJudha chete ndirwo rwakaramba ruchishandira imba yaDhavhidhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaIsiraeri vose pavakanzwa kuti Jerobhoamu akadzoka vakamutumira shoko rokuti auye kumusangano vakamugadza umambo hwevokwaIsiraeri vose. Zvokumba yokwaDhavhidhi hapana akanga achazvinzwa kunze kwevedzinza rokwaJudha chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaIsiraeri vose vakati vachinzwa kuti Jerobhoamu wadzoka, vakatuma nhume kuzomudanira kuungano, vakamuita mambo wavaIsiraeri vose; hakuna wakatevera imba yaDhavhidhi, asi rudzi rwaJudha bedzi.
Shona 2009?
Zvino vaIsiraeri vose vakati vachinzwa kuti Jerobhoamu wadzoka, vakatuma nhume kuzomudanira kuungano, vakamuita mambo wavaIsiraeri vose; hakuna wakatevera imba yaDhavhidhi, asi rudzi rwaJudha bedzi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino VaIsiraeri vose vakati vachinzwa kuti Jerobhoamu wadzoka, vakatuma nhume kuzomudanira kuungano, vakamuita mambo waVaIsiraeri vose; hakuna wakatevera imba yaDhavhidhi, asi rudzi rwaJudha bedzi.