1 Kings 12:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naRehoboami mŋanakomana waSoromoni, mambo waʋaJuda, nokuimba yose yaJuda neyaBenjamini, nokunaʋamŋe ʋanhu, uti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kuna Rehobhoamu, mwanakomana waSoromoni, mambo weJudha, nokuimba yose yaJudha neyaBhenjamini, nokuvamwe vanhu vose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
rikati, “Iti kuna Rehobhoamu mwanakomana waSoromoni mambo wokwaJudha nokuimba yose yokwaJudha neyokwaBhenjamini nevamwe vanhu vose
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Taura naRehobhoamu mwanakomana waSoromoni, mambo wavaJudha, nokuimba yose yaJudha neyaBhenjamini, nokuna vamwe vanhu, uti,
Shona 2009?
Taura naRehobhoamu mwanakomana waSoromoni, mambo wavaJudha, nokuimba yose yaJudha neyaBhenjamini, nokuna vamwe vanhu, uti,
Shona SUB 2002 Bible
Taura naRehobhoamu mwanakomana waSoromoni, mambo wavaJudha, nokuimba yose yaJudha neyaBhenjamini, nokuna vamwe vanhu, uti,