1 Kings 12:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋanhu aʋa ʋakakwira kundoɓayira ɀiɓayiro ɀaʋo mumba maJehova paJerusarema, ipapo mŋoyo yaʋanhu aʋa icadzokera kunashe waʋo, iye Rehoboami mambo waJuda; ʋacandiʋuraya, ʋakadzokera kunaRehoboami mambo waJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana vanhu ava vakakwira kumusoro kundobayira zvibayiro kutemberi yaJehovha muJerusarema, vachazozvipira zvakare kuna ishe wavo, Rehobhoamu. Vachandiuraya vagodzokera kuna Mambo Rehobhoamu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana vanhu ava vachienda kundopira zvibayiro muimba yaTenzi kuJerusaremu. Mwoyo yavanhu ava ichapindukira kuna tenzi wavo Rehobhoamu mambo weJudha. Vachandiuraya ava vodzokera kuna Rehobhoamu mambo weJudha.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vanhu ava vakakwira kundobayira zvibayiro zvavo mumba maJehovha paJerusaremu, ipapo mwoyo yavanhu ava ichadzokera kunashe wavo, iye Rehobhoamu mambo waJudha; vachindiuraya, vakadzokera kuna Rehobhoamu mambo waJudha.”
Shona 2009?
Kana vanhu ava vakakwira kundobayira zvibayiro zvavo mumba maJehovha paJerusaremu, ipapo moyo yavanhu ava ichadzokera kunashe wavo, iye Rehobhoamu mambo waJudha; vachandiuraya, vakadzokera kuna Rehobhoamu mambo waJudha."
Shona SUB 2002 Bible
Kana vanhu ava vakakwira kundobayira zvibairo zvavo mumba maJehovha paJerusaremu, ipapo mwoyo yavanhu ava ichadzokera kunashe wavo, iye Rehobhoamu mambo waJudha; vachindiuraya, vakadzokera kuna Rehobhoamu mambo waJudha.”