1 Kings 12:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mambo akaraŋgana naʋakuru, akaʋumba mhuru mbiri dzendarama, akati kwaʋari: Kukwira Jerusarema kwaʋa kure; tarirai, ʋaIsraeri, ʋamŋari ʋenyu ʋakakuɓuɗisai panyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokubvunza vamwe, mambo akaumba zvimhuru zvegoridhe zviviri. Akati kuvanhu, “Zviri kukuremerai kukwira kumusoro kuJerusarema. VaIsraeri, ava ndivo vamwari venyu vakakubudisai kubva muIjipiti.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akabvunza mazano akabva agadzira zvimhuru zviviri zvendarama, ndokubva azoti kuvanhu “Zvokuramba muchienda kuJerusaremu izvi zvakwana. VaIsiraeri we-e ava ndivo vamwari venyu vakakuburitsai muIjipiti.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mambo akarangana navakuru, akaumba mhuru mbiri dzendarama, akati kwavari, “Kukwira Jerusaremu kwava kure; tarirai, vaIsiraeri, vamwari venyu vakakubudisai panyika yeIjipiti.”
Shona 2009?
Naizvozvo mambo akarangana navakuru, akaumba mhuru mbiri dzendarama, akati kwavari, "Kukwira Jerusaremu kwava kure; tarirai, vaIsiraeri, vamwari venyu vakakubudisai panyika yeIjipiti."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mambo akarangana navakuru, akaumba mhuru mbiri dzendarama, akati kwavari, “Kukwira Jerusaremu kwava kure; tarirai, VaIsiraeri, vamwari venyu vakakubudisai panyika yeIjipiti.”