1 Kings 12:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakatuma nhume kundomuɗana;) Jeroboami neʋuŋgano yose yaʋaIsraeri ʋakaȿika ʋakataura naRehoboami, ʋakati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatuma nhume kundodana Jerobhoamu, iye neungano yose yeIsraeri vakaenda kuna Rehobhoamu vakati kwaari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamutumira nhume kundomudaidza. Jerobhoamu uyu negungano rose rokwaIsiraeri vakasvikopira nyaya yavo kuna Rehobhoamu vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakatuma nhume kundomudana;) Jerobhoamu neungano yose yavaIsiraeri vakasvika vakataura naRehobhoamu, vakati,
Shona 2009?
vakatuma nhume kundomudana;) Jerobhoamu neungano yose yavaIsiraeri vakasvika vakataura naRehobhoamu, vakati,
Shona SUB 2002 Bible
vakatuma nhume kundomudana;) Jerobhoamu neungano yose yaVaIsiraeri vakasvika vakataura naRehobhoamu, vakati,