1 Kings 12:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinhu ici cikaʋa ciʋi, nokuti ʋanhu ʋakandonamata kwadziri idzo mbiri, kuȿikira paDani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino chinhu ichi chakava chivi; vanhu vaifamba zvokutosvika kuDhani kundonamata chaiva ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ichochi chakave chitadzo nokuti vanhu vakanga vava kutoenda kune chokuBhetieri chiya vachitondosvikawo kunyange nokwaDhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chinhu ichi chikava chivi, nokuti vanhu vakandonamata kwadziri idzo mbiri, kusvikira paDhani.
Shona 2009?
Chinhu ichi chikava chivi, nokuti vanhu vakandonamata kwadziri idzo mbiri, kusvikira paDhani.
Shona SUB 2002 Bible
Chinhu ichi chikava chivi, nokuti vanhu vakandonamata kwadziri idzo mbiri, kusvikira paDhani.