1 Kings 12:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakataura kwaari, ʋakati: Kana mukatenda kuʋa muranda waʋanhu aʋa nhasi, mukaʋashumira, mukaʋapindura nokutaura mashoko akanaka kwaʋari, ipapo ʋacaʋa ʋaranda ʋenyu nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapindura vakati, “Kana nhasi mukava muranda wavanhu ava mukavashandira nokuvapa mhinduro inofadza, vachazova varanda venyu nguva dzose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati kwaari, “Zvanhasi uno izvi kana mukabvuma zvenyu kuva muranda wokuvashandira mukavataurirawo zvakanaka pamunovapindura, naivowo vachava varanda kwamuri mazuva ose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakataura kwaari vakati, “Kana mukatenda kuva muranda wavanhu ava nhasi, mukavashumira, mukavapindura nokutaura mashoko akanaka kwavari, ipapo vachava varanda venyu nokusingaperi.”
Shona 2009?
Ivo vakataura kwaari vakati, "Kana mukatenda kuva muranda wavanhu ava nhasi, mukavashumira, mukavapindura nokutaura mashoko akanaka kwavari, ipapo vachava varanda venyu nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakataura kwaari vakati, “Kana mukatenda kuva muranda wavanhu ava nhasi, mukavashumira, mukavapindura nokutaura mashoko akanaka kwavari, ipapo vachava varanda venyu nokusingaperi.”