1 Kings 12:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Imi muŋgandipa zano reiko, ratiŋgapindura naro ʋanhu aʋa ʋakataura neni, ʋaciti: Rerusai joko rakaiswa pamsoro peɗu naɓaɓa ʋenyu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavabvunza akati, “Mungandipa zano ripiko? Tingavapindure seiko vanhu ava vanoti kwandiri, ‘Tirerutsirei joko rakaiswa pamusoro pedu nababa venyu?’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwavari, “Ko zano ramunondipa kuti ndipindure vanhu ava nderipi vakanditi, ‘Tirerutsireiwo joko rakaiswa nababa venyu patiri.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Imi mungandipa zano reiko, ratingapindura naro vanhu ava vakataura neni, vachiti, ‘Rerusai joko rakaiswa pamusoro pedu nababa venyu?’ ”
Shona 2009?
Akati kwavari, "Imi mungandipa zano reiko, ratingapindura naro vanhu ava vakataura neni, vachiti, Rerusai joko rakaiswa pamusoro pedu nababa venyu?'
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Imi mungandipa zano reiko, ratingapindura naro vanhu ava vakataura neni, vachiti, ‘Rerusai joko rakaiswa pamusoro pedu nababa venyu?’ ”