1 Kings 13:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo akadzoka neimŋe nzira, haana‐kudzoka nenzira yaakaŋga aenda nayo Beteri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akaenda neimwe nzira uye haana kudzokera nenzira yaakanga auya nayo kuBheteri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka akaenda neimwe nzira, akarega kudzokera nenzira yaakanga auya nayo kuBhetieri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo akadzoka neimwe nzira, haana kudzoka nenzira yaakanga aenda nayo Bheteri.
Shona 2009?
Naizvozvo akadzoka neimwe nzira, haana kudzoka nenzira yaakanga aenda nayo Bheteri.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo akadzoka neimwe nzira, haana kudzoka nenzira yaakanga aenda nayo Bhetieri.