1 Kings 13:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino paBeteri pakaŋga pagere muprofita mutana; mŋanakomana wake akandomuʋudza maɓasa ose akaitwa nomunhu waMŋari paBeteri pazuʋa iro; namashoko aakataura kunamambo, naiwo ʋakaʋudza ʋo ɓaɓa ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino paiva nomumwe muprofita akanga ava harahwa aigara muBheteri, vana vake vakauya vakamuudza zvose zvakanga zvaitwa nomunhu waMwari musi iwoyo muBheteri. Vakaudzawo baba vavo zvaakanga ataura kuna mambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kuBhetieri ikoku kwaigara mumwe muporofita wechikuru. Mumwe mwana wake mukomana akauya akamutaurira zvose zvaiva zvaitwa nomunhu waMwari musi iwoyo muBhetieri imomo, shokowo raakanga ataura kuna mambo vakaritaurira baba wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino paBheteri pakanga pagere muporofita mutana; mwanakomana wake akandomuudza mabasa ose akaitwa nomunhu waMwari paBheteri pazuva iro; namashoko aakataura kuna mambo, naiwo vakaudzawo baba vavo.
Shona 2009?
Zvino paBheteri pakanga pagere muporofita mutana; mwanakomana wake akandomuudza mabasa ose akaitwa no munhu waMwari paBheteri pazuva iro, namashoko aakataura kuna mambo, naiwo vakaudzawo baba vavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino paBhetieri pakanga pagere muporofita mutana; mwanakomana wake akandomuudza mabasa ose akaitwa nomunhu waMwari paBhetieri pazuva iro; namashoko aakataura kuna mambo, naiwo vakaudzawo baba vavo.