1 Kings 13:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ɓaɓa ʋaʋo ʋakati kwaʋari: Waenda nenzira ipiko? Ɀino ʋana ʋake ʋakaŋga ʋaʋona nzira yaendwa nayo nomunhu waMŋari wokwaJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Baba vavo vakavabvunza kuti, “Aenda nenzira ipiko?” Zvino vana vake vakamuratidza nzira yakanga yaendwa nayo nomunhu waMwari aibva kuJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba wavo vakati kwavari, “Aenda nokupi?” Vana vake vakomana vakamuratidza nzira yaakanga aenda nayo munhu waMwari aibva kwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo baba vavo vakati kwavari, “Waenda nenzira ipiko?” Zvino vana vake vakanga vaona nzira yaendwa nayo nomunhu waMwari wokwaJudha.
Shona 2009?
Ipapo baba vavo vakati kwavari, "Waenda nenzira ipiko?" Zvino vana vake vakanga vaona nzira yaendwa nayo nomunhu waMwari wokwaJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo baba vavo vakati kwavari, “Waenda nenzira ipiko?” Zvino vana vake vakanga vaona nzira yaendwa nayo nomunhu waMwari wokwaJudha.