1 Kings 13:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akateʋera munhu waMŋari, akamuwana agere pasi pomuti womuouki, ndokuti kwaari: Ndiwe munhu waMŋari wakabva kwaJuda here? Akati: Ndini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatevera munhu waMwari. Akamuwana agere pasi pomuti womuouki akamubvunza akati, “Ndiwe here munhu waMwari akabva kuJudha?” Akapindura akati, “Ndini.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
votevera munhu waMwari uya vakamuwana agere zvake pasi pomuti womuoku. Vakamuti, “Ndimi here munhu waMwari abva kwaJudha?” Iye ndokuti, “Ndini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatevera munhu waMwari, akamuwana agere pasi pomuti womuoki, ndokuti kwaari, “Ndiwe munhu waMwari wakabva kwaJudha here?” Akati, “Ndini.”
Shona 2009?
Akatevera munhu waMwari, akamuwana agere pasi pomuti womuoki, ndokuti kwaari, "Ndiwe munhu waMwari wakabva kwaJudha here?" Akati, "Ndini."
Shona SUB 2002 Bible
Akatevera munhu waMwari, akamuwana agere pasi pomuti womuoki, ndokuti kwaari, “Ndiwe munhu waMwari wakabva kwaJudha here?” Akati, “Ndini.”