1 Kings 13:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Handiŋgagoni kudzoka nemi, kana kupinda kwamuri, handiŋgadyi ɀokudya, kana kunwa mvura nemi pano;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu waMwari akati, “Handigoni kudzoka nemi, zvakare handigoni kudya chingwa kana kunwa mvura nemi panzvimbo ino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuti, “Handikwanisi kudzokera nemi kana kuenda nemi kunyange kudya chokudya kana kunwa mvura zvayo nemi kuno uku
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Handingagoni kudzoka nemi kana kupinda kwamuri, handingadyi zvokudya, kana kunwa mvura nemi pano;
Shona 2009?
Iye akati, "Handingagoni kudzoka nemwi kana kupinda kwamuri, handingadyi zvokudya, kana kumwa mvura nemwi pano,
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Handingagoni kudzoka nemi kana kupinda kwamuri, handingadyi zvokudya, kana kunwa mvura nemi pano;