1 Kings 13:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ndakarairwa neshoko raJehova, akati: Usadya ɀokudya, kana kunwa mvura’po, kana kudzoka nenzira yawaenda nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaudzwa neshoko raJehovha kuti, ‘Haufaniri kudya chingwa kana kunwa mvura ikoko kana kudzoka nenzira yaunenge wauya nayo.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndakanzi neshoko raTenzi ndisadye chokudya kana kunwa zvako mvura yeko kana kudzokera nenzira yandakambofamba nayo pakuuya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti ndakarairwa neshoko raJehovha, akati, ‘Usadya zvokudya, kana kunwa mvurapo kana kudzoka nenzira yawaenda nayo.’ ”
Shona 2009?
nokuti ndakarairwa neshoko raJehovha, akati, Usadya zvokudya, kana kumwa mvurapo kana kudzoka nenzira yawaenda nayo.'
Shona SUB 2002 Bible
nokuti ndakarairwa neshoko raJehovha, akati, ‘Usadya zvokudya, kana kunwa mvurapo kana kudzoka nenzira yawaenda nayo.’ ”