1 Kings 13:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo akadzoka naye, akandodya ɀokudya mumba make nokunwa mvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka munhu waMwari akadzokera naye akandodya uye akanwa mumba make.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro akadzokera navo akatodya mumba mavo, akatonwawo mvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo akadzoka naye, akandodya zvokudya mumba make nokunwa mvura.
Shona 2009?
Naizvozvo akadzoka naye, akandodya zvokudya mumba make nokumwa mvura.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo akadzoka naye, akandodya zvokudya mumba make nokunwa mvura.