1 Kings 13:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaɗanidzira kumunhu waMŋari, wakaŋga abva kwaJuda, akati: Ɀanzi naJehova: Ɀausina‐kuterera muromo waJehova, ukasaceŋgeta murairo wawakarairwa naJehova Mŋari wako,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadanidzira kumunhu waMwari akanga abva kuJudha akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Hauna kuteerera shoko raJehovha uye hauna kuchengeta murayiro wawakapiwa naJehovha Mwari wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akazivisa munhu waMwari uyu aibva kwaJudha kuti, “Zvanzi naTenzi, ‘Pamusana pokuti hauna kuteerera shoko raTenzi ukarega kuchengeta chirevo, nomutemo wawakapiwa naTenzi, Mwari wako,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akadanidzira kumunhu waMwari, wakanga abva kwaJudha, akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Zvausina kuteerera muromo waJehovha, ukasachengeta murayiro wawakarairwa naJehovha Mwari wako,
Shona 2009?
akadanidzira kumunhu waMwari, wakanga abva kwaJudha, akati, "Zvanzi naJehovha, Zvausina kuteerera muromo waJehovha, ukasachengeta murayiro wawakarairwa naJehovha Mwari wako,
Shona SUB 2002 Bible
akadanidzira kumunhu waMwari, wakanga abva kwaJudha, akati, “Zvanzi naJehovha, ‘Zvausina kuteerera muromo waJehovha, ukasachengeta murairo wawakarairwa naJehovha Mwari wako,