1 Kings 13:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋapa ciratidzo nezuʋa iro, akati: Ndico ciratidzo cakataurwa naJehova: Tarirai, artari icapamuka, namaɗota ari pamsoro payo acarashirwa pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musi mumwe chete iwoyo munhu waMwari akapa chiratidzo akati, “Ichi ndicho chiratidzo chataurwa naJehovha: Aritari ichatsemuka uye madota ari pamusoro payo acharasirwa pasi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva apa chiratidzo musi wakarewo achiti, “Hechinoi chiratidzo chinoratidza kuti Tenzi ndiye azvitaura. Teererai munzwe, atari iyoyi iyi ichakoromorerwa pasi, rota riri pairi iri richakuhumurirwa pasi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavapa chiratidzo nezuva iro, akati, “Ndicho chiratidzo chakataurwa naJehovha, Tarirai, aritari ichapamuka, namadota ari pamusoro payo acharashirwa pasi.”
Shona 2009?
Akavapa chiratidzo nezuva iro, akati, "Ndicho chiratidzo chakataurwa naJehovha, Tarirai, aritari ichapamuka, namadota ari pamusoro payo acharashirwa pasi."
Shona SUB 2002 Bible
Akavapa chiratidzo nezuva iro, akati, “Ndicho chiratidzo chakataurwa naJehovha, Tarirai, atari ichapamuka, namadota ari pamusoro payo acharashirwa pasi.”