1 Kings 13:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaisa citunha cake mubgiro bgake; ʋakamucema, aciti: Haiwa, munuŋuna waŋgu!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaisa mutumbi wake muguva rake, vakamuchema vakati, “Yowe-e, hama yangu!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaviga chitunha muguva rake iye pachake. Vakamuchema vachiti, “Munun'una wangu maiwe!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaisa chitunha chake muhwiro hwake; vakamuchema, achiti, “Haiwa, munun’una wangu!”
Shona 2009?
Akaisa chitunha chake muhwiro hwake, vakamuchema, achiti, "Haiwa, munun'una wangu!"
Shona SUB 2002 Bible
Akaisa chitunha chake muhwiro hwake; vakamuchema, achiti, “Haiwa, munun'una wangu!”