1 Kings 13:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati amuʋiga, akataura naʋanakomana ʋake, akati: Kana ndafa, mundiʋige mubgiro makaʋigwa munhu waMŋari; muise mafupa aŋgu kurutiʋi rwamafupa ake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokumuviga, akati kuvanakomana vake, “Kana ndafa, mundivige muguva mataviga munhu waMwari; muise mapfupa angu parutivi peake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti amuviga akarongera vana vake kuti, “Kana ndafa ndivigei muguva rakavigwa munhu waMwari. Mapfupa angu muaradzike pedyo namapfupa ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati amuviga, akataura navanakomana vake, akati, “Kana ndafa, mundivige muhwiro makavigwa munhu waMwari; muise mapfupa angu kurutivi rwamapfupa ake;
Shona 2009?
Zvino wakati amuviga, akataura navanakomana vake, akati, "Kana ndafa, mundivige muhwiro makavigwa munhu waMwari; muise mapfupa angu kurutivi rwamapfupa ake;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati amuviga, akataura navanakomana vake, akati, “Kana ndafa, mundivige muhwiro makavigwa munhu waMwari; muise mapfupa angu kurutivi rwamapfupa ake;