1 Kings 13:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti iɀo ɀaakataura, paakaɗanidzira acirairwa naJehova, kuartari paBeteri, nokudzimba dzose dzamatunhu akakwirira, ari pamaguta eSamaria, ɀicaitika ɀirokwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zvaakataura neshoko raJehovha pamusoro pearitari iri muBheteri napamusoro pedzimba dzose dziri panzvimbo dzakakwirira mumaguta eSamaria zvichaitika saizvozvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chandadariro ndechichi chokuti shoko raTenzi raakazivisa nezveatari iri muBhetieri muno nezvaakareva nezvedzimba dzepanzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira dziri mumaguta eSamaria zvinofanira kutoti zviitike.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti izvo zvaakataura, paakadanidzira achirairwa naJehovha, kuaritari paBheteri, nokudzimba dzose dzamatunhu akakwirira, ari pamaguta eSamaria, zvichaitika zvirokwazvo.”
Shona 2009?
nokuti izvo zvaakataura, paakadanidzira achirairwa naJehovha, kuaritari paBheteri, nokudzimba dzose dzamatunhu akakwirira, ari pamaguta eSamaria, zvichaitika zvirokwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
nokuti izvo zvaakataura, paakadanidzira achirairwa naJehovha, kuatari paBhetieri, nokudzimba dzose dzamatunhu akakwirira, ari pamaguta eSamaria, zvichaitika zvirokwazvo.”