1 Kings 13:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akapindura, akati kumunhu waMŋari: Kumbira hako kunaJehova Mŋari wako andinzwire nyasha, undinyeŋgeterere, kuti ndiporeserwe ɀe ruʋoko rwaŋgu. Munhu waMŋari akanyeŋgetera kunaJehova, mambo akaporeserwa ɀe ruʋoko rwake, rukaita sakare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akati kumunhu waMwari, “Ndinamatirewo kuna Jehovha Mwari wako uchindinamatira kuti ruoko rwangu ruporeswe.” Naizvozvo munhu waMwari akamunamatira kuna Jehovha ruoko rwamambo rukaporeswa rukaita sezvarwakanga rwakaita pakutanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo ndokuti kumunhu waMwari, “Ndateterera ndikumbirireiwo kuna Tenzi, Mwari wenyu mundinamatirewo kuti ndiporeswe ruoko rwangu.” Munhu waMwari akakumbira kuna Tenzi, mambo akaporeswa ruoko rwake ndokubva rwaita sezvarwakanga rwakaita kare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akapindura, akati kumunhu waMwari, “Kumbira hako kuna Jehovha Mwari wako andinzwire nyasha, undinyengeterere, kuti ndiporeserwezve ruoko rwangu.” Munhu waMwari akanyengetera kuna Jehovha, mambo akaporeserwazve ruoko rwake, rukaita sakare.
Shona 2009?
Ipapo mambo akapindura, akati kumunhu waMwari, "Kumbira hako kuna Jehovha Mwari wako andinzwire nyasha, undinyengeterere, kuti ndiporeserwezve ruoko rwangu." Munhu waMwari akanyengetera kuna Jehovha, mambo akaporeserwazve ruoko rwake, rukaita sakare.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akapindura, akati kumunhu waMwari, “Kumbira hako kuna Jehovha Mwari wako andinzwire nyasha, undinyengeterere, kuti ndiporeserwezve ruoko rwangu.” Munhu waMwari akanyengetera kuna Jehovha, mambo akaporeserwazve ruoko rwake, rukaita sakare.