1 Kings 13:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akati kumunhu waMŋari: Enda neni kumba kwaŋgu, uɀisimbise’po, ini ndikupe ʋo muɓairo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati kumunhu waMwari, “Handei kumba kwangu undowana zvaungadya, uye ndichakupa chipo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati kumunhu waMwari, “Uyai tiende tose kumba muwane chokumboti mudzore mwoyo ini ndigokupaiwo kachipo kangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akati kumunhu waMwari, “Enda neni kumba kwangu, uzvisimbisepo, ini ndikupewo mubayiro.”
Shona 2009?
Ipapo mambo akati kumunhu waMwari, "Enda neni kumba kwangu, uzvisimbisepo, ini ndikupewo mubayiro."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akati kumunhu waMwari, “Enda neni kumba kwangu, uzvisimbisepo, ini ndikupewo mubairo.”