1 Kings 13:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi munhu waMŋari wakati kunamambo: Kunyaŋge mukandiganhurira imba yenyu napakati, handiŋgapindi kwamuri, kunyaŋge kudya ɀokudya, kana kunwa pano;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi munhu waMwari akapindura mambo akati, “Kunyange maindipa hafu yezvose zvamunazvo, handaimboenda nemi, uye handaimbodya chingwa kana kunwa mvura kuno.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu waMwari akati kuna mambo, “Kunyange zvenyu mukandikamurira napakati zvemba yenyu, handiende nemi uye handisi kuzodya chokudya kanawo kunwa zvako mvura yokuno
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi munhu waMwari wakati kuna mambo, “Kunyange mukandiganhurira imba yenyu napakati, handingapindi kwamuri, kunyange kudya zvokudya, kana kunwa pano;
Shona 2009?
Asi munhu waMwari wakati kuna mambo, "Kunyange mukandiganhurira imba yenyu napakati, handingapindi kwamuri, kunyange kudya zvokudya, kana kumwa pano,
Shona SUB 2002 Bible
Asi munhu waMwari wakati kuna mambo, “Kunyangwe mukandiganhurira imba yenyu napakati, handingapindi kwamuri, kunyangwe kudya zvokudya, kana kunwa pano;