1 Kings 13:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti Jehova wakandiraira neshoko rake, akati: Usadya ɀokudya, kana kunwa mvura, kana kudzoka nenzira yawaenda nayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndakarayirwa neshoko raJehovha kuti, ‘Haufaniri kudya chingwa kana kunwa mvura kana kudzoka nenzira yawabva nayo.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndakanzi neshoko raTenzi ndisadye chokudya kana kunwa mvura kana kudzokera nenzira yandambofamba nayo pakuuya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti Jehovha wakandiraira neshoko rake, akati, ‘Usadya zvokudya, kana kunwa mvura, kana kudzoka nenzira yawaenda nayo.’ ”
Shona 2009?
nokuti Jehovha wakandiraira neshoko rake, akati, Usadya zvokudya, kana kumwa mvura, kana kudzoka nenzira yawaenda nayo.'
Shona SUB 2002 Bible
nokuti Jehovha akandiraira neshoko rake, akati, ‘Usadya zvokudya, kana kunwa mvura, kana kudzoka nenzira yawaenda nayo.’ ”