1 Kings 14:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo iwe, simuka uende kumba kwako; kana tsoka dzako dzicipinda paguta, mŋana ucafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana uriwe, dzokera kumba. Panotsika tsoka yako muguta rako, mwanakomana achafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chisimuka uende zvako kumusha kwako. Paunongoti pindei muguta mukomana iyeyo anobva afa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo iwe, simuka uende kumba kwako; kana tsoka dzako dzichipinda paguta, mwana uchafa.
Shona 2009?
"Naizvozvo iwe, simuka uende kumba kwako; kana tsoka dzako dzichipinda paguta, mwana uchafa.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo iwe, simuka uende kumba kwako; kana tsoka dzako dzichipinda paguta, mwana uchafa.