1 Kings 14:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaIsraeri ʋose ʋacamucema, ʋakamuʋiga; nokuti ndiye woga waJeroboami ucaȿika pabgiro, nokuti maari makawanikwa cinhu cakanaka cakafadza Jehova Mŋari waIsraeri, paimba yaJeroboami.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Israeri yose ichamuchema igomuviga. Ndiye oga waJerobhoamu achavigwa, nokuti ndiye oga mumba maJerobhoamu aonekwa naJehovha, Mwari waIsraeri, kuti ane chakanaka maari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isiraeri yose ichamuchema yomuviga nokuti iyeye chete ndiye wokwaJerobhoamu achaiswa muguva pamusana pokuti mumba maJerobhoamu muna iyeyu chete ndimo mune chimwe chinofadza Tenzi, Mwari weIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaIsiraeri vose vachamuchema, vakamuviga; nokuti ndiye oga waJerobhoamu uchasvika pahwiro, nokuti maari makawanikwa chinhu chakanaka chakafadza Jehovha Mwari waIsiraeri, paimba yaJerobhoamu.
Shona 2009?
Valsiraeri vose vachamuchema, vakamuviga; nokuti ndiye oga waJerobhoamu uchasvika pahwiro, nokuti maari makawanikwa chinhu chakanaka chakafadza Jehovha Mwari waIsiraeri, paimba yaJerobhoamu.
Shona SUB 2002 Bible
VaIsiraeri vose vachamuchema, vakamuviga; nokuti ndiye oga waJerobhoamu uchasvika pahwiro, nokuti maari makawanikwa chinhu chakanaka chakafadza Jehovha Mwari waIsiraeri, paimba yaJerobhoamu.