1 Kings 14:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukadzi waJeroboami akasimuka, akaenda, akaȿika Tirza; wakati aciȿika pacikumbaridzo ceimba, mŋana akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mukadzi waJerobhoamu akasimuka akaenda, akasvika kuTiza. Achingoti tsikei pachikumbaridzo cheimba, mwanakomana akabva afa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai waJerobhoamu akasimuka akabva paye akandosvika kuTiriza. Paakangoti pindei munhandare yapamusha uyu mwana ndiye sarai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukadzi waJerobhoamu akasimuka, akaenda, akasvika Tiriza; wakati achisvika pachikumbaridzo cheimba, mwana akafa.
Shona 2009?
Zvino mukadzi waJerobhoamu akasimuka, akaenda, akasvika Tiriza; wakati achisvika pachikumbaridzo cheimba, mwana akafa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukadzi waJerobhoamu akasimuka, akaenda, akasvika Tiriza; wakati achisvika pachikumbaridzo cheimba, mwana akafa.