1 Kings 14:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaJuda ʋakaita ɀakaipa pamberi paJehova, ʋakamutsa shuŋgu dzake neɀiʋi ɀaʋo ɀaʋakaŋga ʋaciita, ʋakapfuʋura ɀose ɀakaitwa namadziɓaɓa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaJudha vakaita zvakaipa pamberi paJehovha. Vakamutsa godo rake, kupfuura zvakaitwa namadzibaba avo, nezvivi zvavakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaJudha vakaitawo zvakaipa zvisingadiwi naTenzi vakamudenha kurwa shanje nezvitadzo zvavo zvavakange voita zvaitodarika zvose zvakamboitwa namadzibaba avo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaJudha vakaita zvakaipa pamberi paJehovha, vakamutsa shungu dzake nezvivi zvavo zvavakanga vachiita, vakapfuura zvose zvakaitwa namadzibaba avo.
Shona 2009?
VaJudha vakaita zvakaipa pamberi paJehovha, vakamutsa shungu dzake nezvivi zvavo zvavakanga vachiita, vakapfuura zvose zvakaitwa namadzibaba avo.
Shona SUB 2002 Bible
VaJudha vakaita zvakaipa pamberi paJehovha, vakamutsa shungu dzake nezvivi zvavo zvavakanga vachiita, vakapfuura zvose zvakaitwa namadzibaba avo.