1 Kings 14:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti naiʋo ʋakaɀiʋakira matunhu akakwirira, neshoŋgwe, namatanda okunamata nawo paɀikomo ɀose ɀakakwirira, napasi pemiti yose mitema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakazvivakirawo nzvimbo dzakakwirira, matombo anoera namapango aAshera pazvikomo zvose zvakakwirira napasi pemiti yose mikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamusana pokuti vakangawo vazvivakira nzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira namatombo akamiswa anomiririra vamwe vamwari nezviAshera pachikomo choga choga nomunyasi memiti yose minyoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti naivo vakazvivakira matunhu akakwirira, neshongwe, namatanda okunamata nawo pazvikomo zvose zvakakwirira, napasi pemiti yose mitema.
Shona 2009?
Nokuti naivo vakazvivakira matunhu akakwirira, neshongwe, namatanda okunamata nawo pazvikomo zvose zvakakwirira, napasi pemiti yose mitema.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti naivo vakazvivakira matunhu akakwirira, neshongwe, namatanda okunamata nawo pazvikomo zvose zvakakwirira, napasi pemiti yose mitema.