1 Kings 14:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ŋguʋa dzose kana mambo acipinda mumba maJehova, ʋarindi ʋaidziɓata, ndokudzidzosera ɀe mumba maʋarindi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nguva dzose paienda mambo kutemberi yaJehovha, varindi vaitakura nhoo, mushure mezvo vachizodzidzosera kuimba yavarindi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nguva dzose paienda mambo kumba yaTenzi vachengetedzi ivavo vaidzipakata vachizodzidzosera mumba yavachengetedzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nguva dzose kana mambo achipinda mumba maJehovha, varindi vaidzibata, ndokudzidzoserazve mumba mavarindi.
Shona 2009?
Zvino nguva dzose kana mambo achipinda mumba maJehovha, varindi vaidzibata, ndokudzidzoserazve mumba mavarindi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nguva dzose kana mambo achipinda mumba maJehovha, varindi vaidzibata, ndokudzidzoserazve mumba mavarindi.