1 Kings 14:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Enda, uʋudze Jeroboami, uti: Ɀanzi naJehova Mŋari waIsraeri: Ndakakukudza pakati paʋanhu, ndikakuita mutuŋgamiriri waʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Enda undoudza Jerobhoamu kuti izvi ndizvo zvinotaura Jehovha, Mwari waIsraeri: ‘Ndakakusimudza kubva pakati pavanhu ndikakuita mutungamiri wavanhu vangu Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Endai mundotaurira Jerobhoamu kuti, ‘Zvanzi naTenzi, Mwari weIsiraeri, pamusana pokuti ndakakukwidziridzaka iwe mukati mavanhu ava ndikakuitaka mutungamiriri wavanhu vangu vaIsiraeri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Enda, uudze Jerobhoamu, uti, ‘Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri: Ndakakukudza pakati pavanhu, ndikakuita mutungamiriri wavanhu vangu vaIsiraeri,
Shona 2009?
Enda, uudze Jerobhoamu, uti, `Zvanzi naJehovha Mwari walsiraeri: Ndakakukudza pakati pavanhu, ndikakuita mutungamiriri wavanhu vangu vaIsiraeri,
Shona SUB 2002 Bible
Enda, uudze Jerobhoamu, uti, ‘Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri: Ndakakukudza pakati pavanhu, ndikakuita mutungamiriri wavanhu vangu VaIsiraeri,