1 Kings 15:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓata ʋushe paJerusarema makore makumi manna nerimŋe; zita ramai ʋake rakaŋga riri Maaka mukunda waAbisharomi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi mana negore rimwe chete. Zita rambuya vake raiva Maaka, mwanasikana waAbhisharomu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatonga kwamakumi mana amakore ane gore rimwechete ari muJerusaremu. Amai vake vainzi Maaka mwana waAbhisharomu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabata ushe paJerusaremu makore makumi mana nerimwe; zita ramai vake rakanga riri Maaka mukunda waAbhusaromi.
Shona 2009?
Akabata ushe paJerusaremu makore makumi mana nerimwe, zita ramai vake rakanga riri Maaka mukunda waAbhusaromi.
Shona SUB 2002 Bible
Akabata ushe paJerusaremu makore makumi mana nerimwe; zita ramai vake rakanga riri Maaka mukunda waAbhusaromu.