1 Kings 15:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akabvisa ʋasodomi panyika, akabvisa ʋo ɀifananidzo ɀose ɀakaitwa namadziɓaɓa ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabvisa varume vaizviita zvipfeve zvavamwe varume panzvimbo dzokupira munyika uye akabvisa zvifananidzo zvose zvakanga zvaitwa namadzibaba ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadzinga munyika iyi varume vezvoupombwe hwaiitwa mukunamata akabvisa zvifananidzo zvokunamata zvose zvakanga zvagadzirwa nababa vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabvisa vasodhomi panyika, akabvisawo zvifananidzo zvose zvakaitwa namadzibaba ake.
Shona 2009?
Akabvisa vaSodhomi panyika, akabvisawo zvifananidzo zvose zvakaitwa namadzibaba ake.
Shona SUB 2002 Bible
Akabvisa vasodhomi panyika, akabvisawo zvifananidzo zvose zvakaitwa namadzibaba ake.