1 Kings 15:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi matunhu akakwirira haana‐kubviswa; kunyaŋge ɀakaɗaro mŋoyo waAsa wakaŋga wakarurama kwaɀo kunaJehova mazuʋa ake ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange asina kubvisa nzvimbo dzakakwirira, mwoyo waAsa wakanga wakazvipira zvizere kuna Jehovha muupenyu hwake hwose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chete akarega nzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira dziripo. Chakanga chiripo chete ndechokuti, Asa aitevera Tenzi nomwoyo wose upenyu hwake hwose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi matunhu akakwirira haana kubviswa; kunyange zvakadaro mwoyo waAsa wakanga wakarurama kwazvo kuna Jehovha mazuva ake ose.
Shona 2009?
Asi matunhu akakwirira haana kubviswa; kunyange zvakadaro moyo waAsa wakanga wakarurama kwazvo kuna Jehovha mazuva ake ose.
Shona SUB 2002 Bible
Asi matunhu akakwirira haana kubviswa; kunyangwe zvakadaro mwoyo waAsa wakanga wakarurama kwazvo kuna Jehovha mazuva ake ose.