1 Kings 15:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Beni‐hadadi akaterera mambo Asa, akatuma ʋakuru ʋehondo dzake kundorwa namaguta aIsraeri, akakunda Ijoni, neDani, neAberi‐beti‐maaka, neKineroti rose, nenyika yose yaNaftari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bheni-hadhadhi akabvumirana naMambo Asa akatumira vatungamiri vamauto ake kuti vandorwisa maguta eIsraeri. Akakunda Ijoni, Dhani, Abheri Bheti Maaka neKinereti yose pamwe chete neNafutari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhenihadhadhi akabvumirana namambo Asa akabva atumira vakuru vakuru vehondo yake kundorwisa maguta okwaIsiraeri akakurira Iyoni neDhani neAbherobhetimaaka neKineroti yose nenyika yose yokwaNafutari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhenihadhadhi akateerera mambo Asa, akatuma vakuru vehondo dzake kundorwa namaguta aIsiraeri, akakunda Ijoni, neDhani, neAbheribhetimaaka, neKineroti rose, nenyika yose yaNafitari.
Shona 2009?
Bhenihadhadhi akateerera mambo Asa, akatuma vehondo dzake kundorwa namaguta aIsiraeri, akakunda Ijoni, neDhani, neAbheribhetimaaka, neKineroti rose, nenyika yose yaNafitari.
Shona SUB 2002 Bible
Bhenihadhadhi akateerera mambo Asa, akatuma vakuru vehondo dzake kundorwa namaguta aIsiraeri, akakunda Ijoni, neDhani, neAbheribhetimaaka, neKineroti rose, nenyika yose yaNafitari.