1 Kings 15:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Baasha mŋanakomana waAhija, weimba yaIsakari, akamumukira; Baasha akamuʋuraya paGibetoni raiʋa raʋaFiristia; nokuti Nadabi naʋaIsraeri ʋose ʋakaŋga ʋakomba Gibetoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhaasha, mwanakomana waAhija, weimba yaIsakari, akamumukira, akamuuraya paGibhetoni guta romuFiristia, panguva yarakanga rakombwa naNadhabhi navaIsraeri vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhaasha mwanakomana waAhiya wedzinza rokwaIsakari, akamupandukira. Bhaasha akamuuraya kuGibhetoni guta revaFirisitia sezvo Nadhabhu nevokwaIsiraeri vakanga vakakomba Gibhetoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Bhaasha mwanakomana waAhija, weimba yaIsakari, akamumukira; Bhaasha akamuuraya paGibhetoni raiva ravaFirisitia; nokuti Nadhabhi navaIsiraeri vose vakanga vakomba Gibhetoni.
Shona 2009?
Ipapo Bhaasha mwanakomana waAhija, weimba yaIsakari, akamumukira, Bhaasha akamuuraya paGibhetoni raiva ravaFirisitia; nokuti Nadhabhi navaIsiraeri vose vakanga vakomba Gibhetoni.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Bhaasha mwanakomana waAhija, weimba yaIsakari, akamumukira; Bhaasha akamuuraya paGibhetoni raiva ravaFirisitia; nokuti Nadhabhi naVaIsiraeri vose vakanga vakomba Gibhetoni.