1 Kings 15:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Negore recitatu raAsa mambo waJuda, Baasha mŋanakomana waAhija, wakataŋga kuɓata ʋushe bgaʋaIsraeri ʋose paTirza, akaɓata makore makumi maʋiri namanna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore rechitatu raAsa mambo weJudha, Bhaasha, mwanakomana waAhija, akava mambo weIsraeri yose muTiza, uye akatonga kwamakore makumi maviri namana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore rechitatu rokutonga kwaAsa mambo wokwaJudha Bhaasha mwanakomana waAhiya akatanga kutonga vokwaIsiraeri ari kuTiriza. Akatonga kwamakumi maviri amakore ana makore mana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Negore rechitatu raAsa mambo waJudha, Bhaasha mwanakomana waAhija, wakatanga kubata ushe hwavaIsiraeri vose paTiriza, akabata makore makumi maviri namana.
Shona 2009?
Negore rechitatu raAsa mambo waJudha, Bhaasha mwanakomana waAhija, wakatanga kubata ushe hwavaIsiraeri vose paTiriza, akabata makore makumi maviri namana.
Shona SUB 2002 Bible
Negore rechitatu raAsa mambo waJudha, Bhaasha mwanakomana waAhija, wakatanga kubata ushe hwaVaIsiraeri vose paTiriza, akabata makore makumi maviri namana.