1 Kings 15:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro nokuɗa kwaDavidi, Jehova Mŋari wake akamupa mŋenje paJerusarema, akamumutsira mŋanakomana wake shure kwake, asimbise Jerusarema;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvisinei, nokuda kwaDhavhidhi, Jehovha Mwari wake akamupa mwenje muJerusarema nokumutsa mwanakomana kuti amutevere paumambo uye nokusimbisa Jerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pamusana paDhavhidhi, Tenzi, Mwari wake akamupa kamoto kanoramba kachibvira muJerusaremu nokumupa mwana mukomana mushure make kuitira kuti Jerusaremu idzike midzi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro nokuda kwaDhavhidhi, Jehovha Mwari wake akamupa mwenje paJerusaremu, akamumutsira mwanakomana wake shure kwake, asimbise Jerusaremu;
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro nokuda kwaDhavhidhi, Jehovha Mwari wake akamupa mwenje paJerusaremu, akamumutsira mwanakomana wake shure kwake, asimbise Jerusaremu;
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro nokuda kwaDhavhidhi, Jehovha Mwari wake akamupa mwenje paJerusaremu, akamumutsira mwanakomana wake shure kwake, asimbise Jerusaremu;